Tinokuvongai baba Nenguva ino yamatipa Nguva yekuti titaure - TopicsExpress



          

Tinokuvongai baba Nenguva ino yamatipa Nguva yekuti titaure nemi ishe wangu Tinouya neupenyu hwedu Jehovha Tichitenda kutichengeta kwamunoita nguva ne nguva Baba tinounza hama dzedu dziri kufamba mumigwagwa kuenda kunzvimbo dzakasiyama siyana Tinoti tyairai dzotokati murimi baba Mweya yema accidents baba tinoiraira Wakaipa haana simba this year nokuti ndimi mutyairi in every road Aaaar baba makatendeka tinokumbira runyararo mukati menyika panguva iyoyi ye holidae Imi moga ishe ndimi munokwanisa kudzora nekudzivisa zvakaipa Baba tinongouya kunyange ne this grup revakundi Ishe ndimi munoziva chikumbiro cheumwe ne umwe ari pano Zadzisai ishe zvishuwo Thank you for yo luv We thank you for yo kindness We thank you for yo mercy Thank you for yo favour We thank you for our families We thank you for our children Tinokutendai nemiyedzo yatakasangana nayo yakaita kuti tikure pakukuzivai Tinokutendai nekumabasa Tinokutendai neutano Tinokutendai ne grup irino Mbiri yenyu iri kukura Tinokutendai nekufema kwatiri kutita coz hakusi kugona kwedu Tinokutendai muma bizness edu kusabroker hakusi kungwara asi kumanager nemi Tinokutendai nevana vedu vakakunda muzvidzidzo We thank you for the food that yu put on our tables everydae We thank you ne shelter vamwe vari muna bridge asi kwete nokuda We thank you neshamwari dzinokutyai Tinodzorana umwe arikutorasiswa neshamwari Thank you nevatungamiriri we have peace in our country. Asi sandikugona kwedu asi ndimi Prince of Peace Thank you ne ma churches shoko renyu riri kusvika kwese Tokutenda nana chiremba , imi muri mukuru wavo Aaaar Mwari vedenga i jus cnt stop thnkin yu coz yu worth it We thank you for the clothes We thank you for yo protection 24/7 Thank you for the rains You a alpha and omega. Muri baba vasinga shanduke Jehovah who fyts our battles. You are always a winner In you there is no defeat No fear No sorrow Kufara chete Rudo rwenyu chete Aiwa ndinotenda Jehovha Thnk yu for Luvin us
Posted on: Tue, 23 Dec 2014 04:08:36 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015