Tsamba kubva muinbox Ndiani mukadzi anoda zve tuma equal - TopicsExpress



          

Tsamba kubva muinbox Ndiani mukadzi anoda zve tuma equal rights! Mwari vakatanga kusika Adam havana kutanga munhukadzi, Mwari vaitaura na Abraham havana kutaura h, Mwari vakatumira Moses kuma Israel panguva ya pharaoh havana kutuma munhukadzi, Akatumira mwanakomana wake Jesu panyika hana kutuma munhukadzi@ then Jesu vaiva navadzidzi gumi nevaviri vese varivarume seyi asina kumboitao mudzidzi wechidzimai : 👉50-50 Ndeyeyi ❓❓❓❓❓❗ One word kumunyori kunyanya-nyanya kubezhin #mhofu#
Posted on: Mon, 10 Nov 2014 16:50:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015