Umwe murume nekamwe kafana vakapinda mubhabha. Murume uya apedza - TopicsExpress



          

Umwe murume nekamwe kafana vakapinda mubhabha. Murume uya apedza kugerwa, arohwa shevhu, nekuzorwa tumishonga tunonhuwira mubvudzi akabva agadzika kafana kaye pacheya ndokuti"rega ndifanotenga chicken slice yamadam ndodzka manje manje tobva tabaya paden" Kafana kaye pakakapedza kugerwa apa mudhara uya haasati adzoka, bhabha akabva ati, "Baba vako vakunganwa hanty" Zvikanzi nekfana kaye"Havasi baba vangu vaya, vangouyawo kwandiri vakati huya kuno mufana, hande tinogerwa mahara!!!"
Posted on: Tue, 02 Jul 2013 11:32:26 +0000

Trending Topics



topic-309774705895057">JOIN BOB BARKER & HELP ADI’S OPERATION SPIRIT OF FREEDOM saving

Recently Viewed Topics




© 2015