Umwe mwana kumusha akagara pasi muchechi asina bhurukwa fata vaka - TopicsExpress



          

Umwe mwana kumusha akagara pasi muchechi asina bhurukwa fata vaka zviona vakati :mwana chechi ikapera undione :mwana akaenda kunovaona zvikanzi nafata here is 10dola utenge mabhurukwa wanzwa ! Mwana akafara amai vacho vakazviona kusvikira nxt wkend vakaendawo vasina bhurukwa hevo pafrönt row gwee ,shadabu kutaridza fata africa yose! Zvikanzi na fata amai mundione ,chechi yapera amai vakaona fata ndokubva fata ati, Amai oyi 2rand mutenge razor..
Posted on: Fri, 24 Oct 2014 02:04:31 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015