Unoziva there are times in life zvekuti unoomerwa zvekushaya - TopicsExpress



          

Unoziva there are times in life zvekuti unoomerwa zvekushaya wekuudza kana kutsanangurira situation yako. Unoshaya mari zvekuti unoshaya wekukwereta.... Wacho anotogona kukubatsira nemari zvinenge zvisingaite kuti unomukwereta nekuti already unenge utori neimwe mari yake yawakamukwereta ... Unoomerwa nehupenyu, unoita kunge munhu arikuvaviwa pasingakwenyeki, mashoko evanhu anenge asingagone kukunyaradza pakadayi .... Iwe wakambosvika pasituation yekuti uchinorara manheru unenge usingazive kuti paunomuka mangwana acho unodyei uye uchamuka uchiiteyi???? Uchisvika kuchurch kwako vanhu vese vanenge vachiita kunge varikuziva situation yako , hapana anomboita hanya newe, neshamwari dzinosuduruka.... But ndinofara kuna Psalms unonzwa David achiti kunyange ndikafamba nepamupata wemumvuri werufu handingatongotye nekuti imi Mwari muneni.... Jesu anoudza vadzidzi vake kunaMathew kuti zvakanaka kuti ndiende kana ndaenda baba vachakutumirai mweya munyaradzi The comforter , mweya munyaradzi.... Aitoziva kuti uchasvika pausingagone kunyaradzwa nevanhu, pausingade comfort from people but panoda iye the Holy spirit.... You might be crying today; yaurikutambira mari haisi kuenderana nefees irikudiwa, izvezvi mwedzi hausati wasvika kana pakati but pay yako kunyange usati waitambira urikutoona yakapera kare because of the responsibilities that are waiting for you.... Misodzi yangu irikubuda as i write this message to you, Mwari vandipa shoko rako zuva ranhasi kuti ndikuudze kuti fear not, worry not for He is with you and He will supply all your needs according to His riches ..... Iwe tenda Mwari kuti shoko iri rauya ryt tym wen you realy needed it. Urikwauri ikoko simudza moyo wako ndoda kunamata newe, as u read the following short prayer believe it and believe that God is working out your situation, this prayer is going to transform your life, it is going to turn around things for your good, i can feel it in my spirit, pane vatotanga kubatwa naMwari ikozvino as i speak, i can see you crossing over iwo mwedzi uno usati wapera, ikoko kutenda kwaunoita mushoko rausingazive kuti raparidzwa nani but wotenda kuti ndiMwari varikutaura newe ahhhhh ndofaith inodenha denga iyoyo ndofaith yandirikuti Mwari ngavaione varangarire hupenyu hwako in Jesus name... Ndakunamata *** baba komborerai vana venyu, vanyururei kubva muguruva, vazarurireyi mikana , varikune dzimwe nyika ngavakomborerwe nemi, vanga vorasa tariro baba vapeyi tariro, zviratidzei muhupenyu hwako kuti kunyange nenyika painovaona izive kuti kuna Mwari unorangarira, vagonerei baba vagonerei in Jesus name.. Vari muzvikwereti ngavaburitswe nemi, vanotsvaga mabasa ngavapihwe nemi, vanoda kuroorwa baba nevanoda kuroora varangaraireyi muvagonese pashaikwe mweya yetsvina ingadzivise, ivai Mwari wavo, simukai pachigaro baba vavengi vanyadziswe.... In Jesus name..... Shamwari urikwauri ikoko tanga kunamata tanga kunamata nekuda kwehupenyu hwako ita a prayer of faith uchitenda kuti Mwari vatikurangarira...... Dont forget to share this update shamwari dzako dzisasarewo Mwari pavanokomborera
Posted on: Tue, 27 Jan 2015 13:00:41 +0000

Trending Topics




One thing that rattles my nerves is a parent with their priorities
PASHA DE CARTIER by Cartier EDT SPRAY 3.3 OZ (Package Of 3). F5767
Today sees the launch of a brand new record label that could prove
Yesterday, Dominic Ongwen, Joseph Kony’s senior commander was
The Lucknow Mahotsav, with a theme of

Recently Viewed Topics




© 2015