Unozviziva here kuti vaimuseka Noah achivaka ngarava... - TopicsExpress



          

Unozviziva here kuti vaimuseka Noah achivaka ngarava... anonzi paakapinda mungarava kwakaita dzimwe seven days mvura isati yauya (Genesis 7:10)... Unoziva pane vamwe vaitoseka kuti aaahhh mudhara anonzi Noah uyu anopenga chete... honai tapinda day six svondo rakutopera arimo mungarava apa hapana kana donhwe zvaro remvura rati rauya... i guess pane vakatombomushevedzera kana kumugogodzera kuti vakuru budai hamuna kunzwa mushe zvakataurwa naMwari wenyu... asi ndiri kuda kufara kuti Noah was not discouraged, aiziva mhando yaMwari waainamata kuti uyu chaareva areva haashanduki... he remained put despite all the discoraging voices kubva mumaraini... manje nhasi ndauya kuzotaura neimwe hama inoti pano inoti ikatarisa hupenyu so unoona zvinhu zvakaita kumira nemusoro asi uchinzwa kuti yes Mwari has got something for me... that breakthrough seems so far away, watova chiseko cheraini rese... vamwe vakutoti aaahhh chimbomirai zvemachechi naJesu wenyu uyu mupise madhiri mutsvage mari.. asi iwe you are just holding on... I have a word for you : THE SEVEN DAYS WILL PASS SOON... THE FLOODS WILL COME TO DROWN THE OPPOSING VOICES AND LIFT YOU UP.. YOU WILL SOON BE HEADED TO MOUNT ARARAT LIKE NOAHS ARK.. THE DEVIL IS A LIAR... IWE ZVAKO NAJESU ZVINOTOITA CHETE MWAKA UNO... THE SUNSHINE IS COMING... THE RAINBOW IS ON THE WAY... BELIEVE IN HIM... IT IS WELL..
Posted on: Fri, 17 Oct 2014 06:06:54 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015