Uriparwendo rwetsoka wosangana neumwe mukadz munzira achiendawo - TopicsExpress



          

Uriparwendo rwetsoka wosangana neumwe mukadz munzira achiendawo pedyo nekwauri kuenda mosvika panerwizi rwakazara apa kwadoka wofunga kunorara pamisha iripedyo nerwizi pamunosvika pamusha vanofunga kt murimukadz nemurume vokupai jira rimwe chete kt murare mu kitchen mukadzi anoti hapana nyaya ndine zambia tinoisa pakat kt umwe avate kwake. mangwana pamunonoti parwizi mowana rwakangozara iwe woda kuita chivindi chekupinda mumvura mukadzi uya oti haiwa tibvirepo ungada kuita chivindi chekuyambura rwizi iwe wakatadza kuyambuka zambia usiku hwese yandakaisa pakat kt uwuye pandiri .. wayiitasei nemashoko aya
Posted on: Sat, 23 Aug 2014 20:34:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015