VHANGERI NA APOSTLE CHIVAVIRO WROTE : Regai timboswera mumakomo, - TopicsExpress



          

VHANGERI NA APOSTLE CHIVAVIRO WROTE : Regai timboswera mumakomo, mangwana tomukirako zvekare,patinodzika in time for the GERMISTON SPECIAL HEALING SERVICE (0764612481) no sickness shall be able to contain the FIREPOWER..... iwe chirwere wairasa.Mangwana tinenge tichirova yepana ACTS 2:43, sudden sudden hakuna anodzokera akadaro.Shamwari hatisi kuzorapa ndava kurapwa kwakatoitika kare pana Isaiah 53:4-5 ,chirwere chisati chatombovapo, we are just CLAIMING THE HEALING and BY FAITH MUNA JESU kuchafamba vakaremadzwa nasatani, kuchasvinudzwa vakapofomadzwa nemuvengi, kuchadzikinurwa vaifunga kuti zvavo hazvichagoneka.HAAA NDINE MUNHU HERE PANOAPA?NDATI IVO VACHIITIRWA KUNO NEWEWO IKOKO UCHAZVINZWA CHETE MUMUVIRI KUTI MASAMBA ASIYANA!!!
Posted on: Sat, 26 Oct 2013 10:41:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015