Vamwe baba vanga varwarisa saka kudya kwanga kwavakunetsa. Baba - TopicsExpress



          

Vamwe baba vanga varwarisa saka kudya kwanga kwavakunetsa. Baba vakati vanoda mazai mai vakamanyamaya kufraya mazai. Vapedza vakabva vaenda nawo kundopa baba ivo vakati vanoda akaboilwa mai havana kuneta vando boiler mazai vakauya nawo kuna baba. Semunhu arwarisa vakatindoda ose akaboilwa neakafraywa mai vakauya nawo ose. Baba vakapenga vachituka mukadzi wavo hanzi awaboilisa dai ariwo awafraya awafrayer waboilisa saka ose handichaadi. Munotii nababa ava nhai vedare?
Posted on: Sat, 21 Sep 2013 03:57:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015