Vana baba nanaamai vakomana nevasikana, ndirikutsvaga vanhu vane - TopicsExpress



          

Vana baba nanaamai vakomana nevasikana, ndirikutsvaga vanhu vane shungu pamoyo. Vanhu vanoti ini ndaneta kurara hupenyu husina chakanaka chinooneka chinobuda. Handichada kushanda but ndisingaone kunoenda mari yanditikutambira. Wakaipa akabata hupenyu hwangu nguva yareba. Ndaneta kukorokotedza vame nekupururudzira vamwe but zvangu zvese pasina chirikufamba. Toda kumboita mutsimba titi kunaMwari baba simukayi pachigaro tikuoneyi muhipenyu hwedu. Chinjaiwo mazita edu baba, vanaMurambiwa vanzi vana mudiwa, marombe anzi maboss. Bvisai hurovha matiri, vasingabereki ngavapihwe vana nemi Mwari ahhhjj, imi Mwari makapatsanura gungwa dzvuku vana.veIsraeri vakafamba nepakaoma, imi Mwari makanaisa mana murenje hamukundikani munogona kuisa nzira pasina nzira, zvinonzi nevanhu hazvigoneke nemi ZVinogoneka. zuva ranhasi ndirikuda vashoma varikuti pastor ini Mwari ndomuda ini, handichada kuramba ndiri zvandiri....... ryt now as i speak i command the power of God to move iwe tenda mumoyo mako pandirikunamata ikozvino Mwari varikusangana newe , Nezita raJesu neZita raJesu Kubva ikozvino holy take over .... take over baba sanganayi nevana venyu tangai kubata ikozvino vasina mabasa baba ngavapihwe mabasa nemi, vane misodzi pamatamangavanyaradwe nemi, simba remweya mutsve ngarivakidze mikana itange kuzaruka, kune vakaisa macv baba ndinotaura favour yedenga, favour yedenga ikozvino in Jesus name. Batai vana vanyu batai batai baba batai, lets there be a change let ther be a turn around in Jesus name. Amen! just take the next 2 minutes uchitaura naMwari vaudze kuti unovada, vaudze kuti hausi chinhu ivo vakasava newe ahhhh pane zvirikutoitwa naMwari ikozvino, pane nyasha dzirikuburuka pakati pedu ikozvino your life will never be the same again in Jesus name.
Posted on: Sat, 27 Sep 2014 16:56:31 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015