Vana vaamai vakati vasangana pamusha pavo vese vari 9. Yasvika - TopicsExpress



          

Vana vaamai vakati vasangana pamusha pavo vese vari 9. Yasvika nguva yekunorara amai vanoona kuti mablankets ekufuga mashoma haakwane. Vakafunga vakati handidi zvekutemeswa musoro nezvakapusa izvi. Ivo tore mablankets ose aripo nehushoma hwawondokukanda pasofa ndokuti kuvana vavo hewo mablankets ayo mumwe nemumwe ngaatore rake raakanditengera afuge. Good night. Ko iwe wakafuga rakaita sei. Pafunge. Buy the best blanket for your mum today and give her this coming christmas
Posted on: Mon, 28 Oct 2013 18:54:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015