Vanga ramakandipa ishe, ndinochema ndudzi dzonditapa asi handina - TopicsExpress



          

Vanga ramakandipa ishe, ndinochema ndudzi dzonditapa asi handina simba mukutonga kwenyu ishe, vakawanda vanondifarira vakachemawo neni vakaringa mudziyo wangu PHITSO muchatangira papiko ndakangoti hatina simba pakutonga kwevo ishe, VEGODO vakapembera vachindidana nemazita ekundinyomba asi nhasi mavanyadzisa nekuti havana simba pakutonga kwenyu ishe wangu, PHITSO vaingochema vari mberi kweuso hwenyu mhuri yangu iri mumaoko menyu basa rangu riri mumaoko menyu njere dzangu dziri mumaoko menyu tsaona iya yaive mumaziso menyu asi handina simba pakutonga kwenyu ishe wangu, ishe ndimi munoziva musi wandichafara mugoziva wandichachema munoziva musi wandichadarika asi HANDINA SIMBA MUKUTONGA KWENYU ISHE WANGUKA.
Posted on: Thu, 26 Sep 2013 10:21:36 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015