Via inbox Admin ndizivisirewo vanhu vekuzim izvi; Ku Zim - TopicsExpress



          

Via inbox Admin ndizivisirewo vanhu vekuzim izvi; Ku Zim kwakasara Castle Lite kuno kuMzansi iR8 ko kuZim imarii? Hunters Gold/Dry or Savannah ma10 ko KuZim? Nivea lotion its only R35 Nivea deodorant spray only R20 Lunch u cn get a plate wit a breast or a thigh nd vegies for only R25 ko kumusha sadza re2.50 rakaita sei? Kombi kukwira Quantum muri vatatu vatatu isina maseats akabvaruka.ko kuZim? All the clubs nd restaurants there is a smokers section nd non-smokers section.Ko kuZim? Ko kunhuwa kunoita food court yepaEastgate isu tichifefeterwa hedu nekutenga kuspur. Ko the dirty floors and walls that wer last painted be4 independence in shops. Ko zvimaEx Japanese zvakangozara zara pese pese with people who cant drive. Iyo migwagwa yekuno kugara zvayo yakati ngwee malights iko twiii kutasanuka. Tsvina muHarare ungazomboda here iwe.apa muchitodedzera kuti i capital city . I knw joburg Central iz dirty too that why we go to other CBDs nd shopping malls as alternatives like in Sandton,Fourways etc Hatingataure kuenda kwemagetsi pakadai nekuti vanopengeswa neZim vangashaya pekupinda. Of all things wat I hate most abt Zim are the fake clothing labels.I havent seen a shop that sells original clothes bt Faithwear.Hanzi this is a original suit but the price is shocking.Hugo Boss for $100 using the same tag as the one on Paul Smith so where is the uniquiness if only difference is spelling? I had left the dirty toilets ol over mhan.Asiwo munondishamisa.One will be in a bus coming to SA achitorasa hake zvinhu nepanze oti but kuSA kwakachena orega kurasa nepawindow ava kuSA side. Ko mapothohels. Ko poor costomer service. Ko matouts,mahwindi vanotengesa airtym twumapurisa twusina kana munyati tryna make a dollar out of nothing vachitozviidza netooth paste muroad vachitandanisana nekanzuru. Nyaya inondipedza ndeyekushora manje murikuSA mogara kumukuku.Haasi wese anogara kumukuku shamz we live in house with tales asingaite zvekushainiswa necobra yered or black.haubvise bhutsu uchipinda mumba.KuZim uko kwakasara kani kwakasara musashore varikuno purizi ndapota... Ndini Nimrode
Posted on: Tue, 05 Nov 2013 04:53:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015