Via inbox Vedare ndiri muskana ane makore 20 ndakaroorwa murume - TopicsExpress



          

Via inbox Vedare ndiri muskana ane makore 20 ndakaroorwa murume ndokuenda joni, aipota achidzoka asi kashoma pagore. Iniwo nekuti ropa ranga richapisa ndakatanga kuita bonde natezvara baba vake. Dambudziko riripo ndavane pamuviri murume ari kuti ndepake vatezvarawo vari kuti ndepavo zvekuti vabva vatondipa mushonga wekuti kana mwana wavo achinge angodzoka joni ndimuisire muchikafu afe. Vese ndovada saka ndaida kuvhunza kuti ndodini??
Posted on: Wed, 13 Nov 2013 20:35:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015