Vote for #AmaiKani Maskiri Verse 2: Meliah mujamaican - TopicsExpress



          

Vote for #AmaiKani Maskiri Verse 2: Meliah mujamaican akunditerera kukunda reggae/ kwese kwandoenda handisiyee handirege/ hanzi mazuvanhu anogona kungo disappear kunge munhu ari mundege/ sekombi yekwachihota dakuenda naye kwaseke/ kana kumusha kwedu kune madziva anengwena/ arikundi driver crazy nekuti ndiri learner/ ari hot kupfura summer yemugehena/ magezero ake hagari ane chena/ kana zvimumu zvogana kuti sister makachena/ ngatitamba kumba handiende ndozozviona mangwana/ ko totadza nei isu hatisi kutya kuita mwana/ ndine malines ndiri mbeva imwe inonzi shana/ *post your votes on Power FM Zimbawe facebook page 24/7 *Call 04498652 or 04498654 between 1800hrs and 2000hrs *By sms: type T10*votes* your name and send to 33456
Posted on: Mon, 06 Oct 2014 12:35:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015