WHO IS IN CONTROL? Mumwe murume akanonoka kwaakange aenda - TopicsExpress



          

WHO IS IN CONTROL? Mumwe murume akanonoka kwaakange aenda ndokufamba manheru. Sezvinei akapfuura neroad yekumakuva ende iye haana kuziva kuti pane guva nyowani rakadzika ranga racherwa saka akabva awira mugomba. Kudoedza kubuda zvaramba i think zvakonzerwawo futi nerima raivepo. Vamwewo blaz vanonokawo kubva kumashops same road yavanoshandisa but guva nyowani racherwa havasi kuriziva ndokusvikowirawo mugomba. Kudoedza kubuda zvaramba apa havasi kuziva kuti mugomba umu mune vamwe vakuru vari mutsekwende imwe chete. Parikuitika zvese izvi nyakutanga kuwira zvirimumaziso. Ndipo paakabata mukoma vaya bendekete achiti, you cant get out..... haana kana kuzopedza kudaro nekuti blaz vaya vakabva vagona kubuda . Nekwakabva power netechnique hapana akakuziva BUT vakagona kubuda. Urikuona here kuti nzvimbo yekumakuva hapana anoda kugarako. Ndiani ari normal anonyatsodzikama kurara kumakuva? Ummmmmmh pana MARK 5:3 Pane murume aigara kumakuva. Zvinoreva kuti nekurara aitorara kumakuva . Breakfast neSUPPER kumakuva ikoko.If you study the bible you will realise kuti ane mweya yetsvina iri maari yasaka zvive nyore kuti munhu abve muguta nemumaruwa munevanhu aende kunogara nezvitunha. He is beign controlled by the devil. Chaari kuswerera kumakuva kuzvicheka cheka muviri wake nematombo. (Verse 5) uchaona kuti arikurwadzisa body yake(ndosaka aichema) nekuti chiri maari ndochirikumutuma izvozvo. Nyamba ukazvicheka anorwadziwa ndiwe kwete demon riri mauri. Ndiani akamboenda kunhamo yedemon rakafa ne AIDS? NDIANI? Itsika yemweya yetsvina kukuitisa zvinorwadza iwewe. Varume mukatanga kuona makunzwa kuda kuswera kuma areas ari unsual ask your self kuti WHO IS IN CONTROL? Zvekuzviita maTATOO muviri wese izvi zvakagonekwa naLEGION chete nekuti maDEMON ari maari ndiwo aimuti zvikuvadze. Ndafara nekuti JESU ari iye akucontroller life yemurume uyu akapfeka hembe akadzokera kumba kunevanhu LIFE Ikave normal. Mark 5:15&19. I pray you will allow JESUS to be in control in your LIFE. HANDINA WANDAKAWANA Anotungamirwa NEMWEYA YETSINA ANE LIFE IRI NORMAL INI. NAJESU ZVINOGONEKA.
Posted on: Tue, 05 Aug 2014 05:03:28 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015