WHO IS WRONG HERE? There was a guy who went to London kunotsvaga - TopicsExpress



          

WHO IS WRONG HERE? There was a guy who went to London kunotsvaga basa. Akawana basa akaita mari ndokutuma shoko kumusha kuZimbabwe kuti vasanomuroorera mukadzi akanaka uye ane tsika . Mukadzi akawanika akabvisirwa pfuma zvakanakao. After two years muchinda akadzoka kuZim . Achingopinda mutown kubva kuairport akasangana nembama yemusikana muyedzo ukamukunda ndokukanda shoko. Sezvinei akadiwa vachibva vaenda kuguest house kunorova zvinhu. Jinda rakazobva ronanga zvaro kwavo kuMufakose. Achisvika kumba akanzi adzimai vako vapinda mutown vanouya manjemanje. Akabva auya musikana waanga anaye kuguest zvakanzi ndoadzimai vako ava . Munoti kudii mudzimai akahura kana kuti murume akahura kana kuti murume arara nemukadzi wake ?
Posted on: Thu, 29 Aug 2013 20:13:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015