Your Letters hide id.Macomrades nhasi ndanyara madzimai muGOROMONZI district vanga vachipihwa wheat naMP ZHANDA.Madzimai 18 pa50 kg hanzi yabva kuna vaR.G.Youth yaspoiliwa nematouch echina ane image yaBaba vedu.Povho yafara.VaZhanda vati zvirinani R.G vahwine nekuti vakakudwa haPAchina rugare.Vati kana R.G vakakundwa runoff on 4 913.Tavimbiswa kuti pacharohwa munhu.Macomrades kana movhota movhota muchiziva nekuti hondo youya .
Posted on: Fri, 26 Jul 2013 13:52:25 +0000