ava vakomana vemakombie ndivo vanonzi vanhu vasina customer - TopicsExpress



          

ava vakomana vemakombie ndivo vanonzi vanhu vasina customer relations manje. unoona kuseni zviya pavanenge vachitakura vanhu from ma areas anogara vanhu and here is what i have observed. 1. passenger achingopinda mukombie chete and asati ambogara pasi nekugara kwese unoona anobva aivhetemesa mota zvekuti unoona mukadzi mukuru kana murume mukuru adonhera vamwe mukombie imomo. 2. speed yacho yavanoita from the moment inongozara kombie chete vachifamba kuenda kutown kana wega so unoguma waita munamato wekuti Mwari tichengeteiwo tisvike zvakanaka kubasa kwatiri kuenda. 3. kana kuri kwedu kuMabelreign vanokunyepera kuti vanonokusvitsa kuCopacabana and yet vakangosvika paPolytechnic kana paNetOne building vatoguma. kana zvakakwidza vanonokusiya kuMarket Square apa iwe urikuenda kuNew Government Complex. 4. kana manheru vanhu vavakuenda kumba zviya unoona vavakudambura journey for instance vanhu vekuAshdawn Park vanonosiirwa paGiveway kana paPolice. these guys unonyatsoshaya kuti pfungwa dzavo dziri right here.
Posted on: Fri, 13 Sep 2013 10:49:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015