hie admin and crew ini ndirimudzimai ane makore 28,ndakawanikwa - TopicsExpress



          

hie admin and crew ini ndirimudzimai ane makore 28,ndakawanikwa uye ndine mwana ane gore,tigere muno maMutare. ini nemurume wangu takaita zviya zvekusangana pano pa facebook then i fell for him,tikadanana akabvisa pfuma.Tigere hedu mushe mushe adi dambudziko ravapo murume wangu uyu haachada ndiende pa facebook,akati ndibve pa fb asi iye aripo akanditi ndidzime operamini mufone mangu.veduwee hungava hupenyu here?.pa whatsapp haadi ndiende kutaura kuno whatapp yangu yakadzimwa mufone. ende ane tsika yekufona ne private ondinyenga.ndoi tawo sei nhai vehama
Posted on: Wed, 23 Jul 2014 11:14:21 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015