hie tete ndibatsireiwo am a gal aged 25 ndakambodanana nemkomana - TopicsExpress



          

hie tete ndibatsireiwo am a gal aged 25 ndakambodanana nemkomana ndiri kuhigh xool takarambana takazosanganazve afta 4yrs tikangocontinya akazondibvisa humhandara ndobva taparadzana fut bt hapana akaramba mumwe ndazombodananawo nevamwe iye akadananawo nevamwe asi hapana kwazvosvika akaita problem anondiudza same 2 me does t mean ndiye munhu achandiroora we undastand each atha so much takapesana 3yrs ago bt tinongotaura tese.anondiudza evry move of his lyf nw akadidana kumba kwake kut tmbotaura shld i go
Posted on: Tue, 09 Jul 2013 06:18:43 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015