makadii mkona Mike nedare rese...Chitupa vigai ndapota..... ini - TopicsExpress



          

makadii mkona Mike nedare rese...Chitupa vigai ndapota..... ini ndine makore 33 n l was married bf with 3kids nemurume takarambana 5yrs ago vana vanogara nagogo vavo vose vari vatatu him is married n ane mwana 1 nemukadzi wake saka dambudziko rangu ndine murume wandodanana naye mu moslem uye he is from Malawi saka pa culture yavo vanoti havabvisirane roora vanongogarisana nekytouta vana saka ini ndane almost 1yr ndichidanana naye saka akuti akuda mwana ende kuculture yavo havatozive chinonzi roora saka mubvunzo wangu unoti vehukama vanozozvigamuchira here kuti ndiende kunogara kumalawi munhu asina kuroora ...ndatenda zvangu
Posted on: Fri, 23 Jan 2015 13:05:06 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015