ndirimudiki asi ndofunga kuremadzwa nekukurira muchipositori chedu - TopicsExpress



          

ndirimudiki asi ndofunga kuremadzwa nekukurira muchipositori chedu hatitende chimwe chinhu kana anointing oil i think vekumasallon kwedu vaigara neanointing oil mumabag vachingoti tenga handina kumboitenga nekuti handitende mazviri.ndinotenda simba remunamato chete.kune vanoita zvichivaitira ngavaite asi inini kwandiri hazvishande nekuti kuAFM handina kuona munhu anonamatira mafuta kana chimwe chinhu unototenda zvawakadziidziswa.
Posted on: Sun, 25 Jan 2015 18:03:28 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015