ndosimudzira vhangeri yangu yecommuter omnibus... ini ndakakurira - TopicsExpress



          

ndosimudzira vhangeri yangu yecommuter omnibus... ini ndakakurira kughetto, mufakose,zengeza 1,warren park.Asi regai ndishandise macombi ekumufakose.macombi aya aiwanikwa pacnr pachinhoi na albion. paiva nevakomana vaicontroller que nemakombi acho vachiudza vanhu kurikuenda kombi asi ivo vasingaende. basa ravo nderekuona kuti paita order here uye vanhu vaenda kumba kwawo here, asi usafunga kuti vanoshandira mahara aiwa vanotobhadharwa. tava nevanevashumiri vakafaro vakaunganidza vanhu vachivaratidza nzira yekudenga nekaendero ivo vasingagadzirise hupenyu hwawo naJesu. Chavanoda i cash chete. combi yazara wainzwa mumwe akuti palever brothers aaah ndokumufakose here otoburuka wena tofamba famba mumwe oti pasaltrama oburuka futi. tichisvika paRugare kwsiburuka vamwezve aaah chainda nakidza ndechekuti pese paiburuka munhu paiwsnikwa apinda muvombi mutsva. vakomana vanoati mapick and drop. vazoona vamwe vasara panjanike,vamwe mukambuzuma, vamwe mumarimba. Chaindifadza ndechekutibisu wekumufakose wsiburukira pana crowbrough taisvika chete kunyangwe vame vasara muroad. Tarisa kuchurch kwenyu kuti makatanga muri vangani uye vangani vakadzokera kumashure. vangani vakaburuka muroad.asi tarisawo kuti kune vakaenda vangani vakauya kuzovatsiva.usafe hako wakafunga mudikani kuti kana ukaramba kushandira mwari nemari yako kana chipo chako mwari haana mumwe panzvimbo yako. Kune hobho vagadzirira kuuuya pauri ipapo. I we kana wapinda mucombi chizivva kuti kumba kunosvikika yes mune marosf blocks epolice ne traffic jam,dzimwe nguva netsaona asi kumufakose kuno svikika. Ramba kuburutswa muroad nechihure,kuba,ruchiva,ruvengo etc hapasiripo paurikuenda mudikani. Kana uka donha simuka ufambezve... Inzwawo kutaura kwevakasvika uku... Romans 8:35-39 KJV Who shall separate us from the love of Christ? shall tribulation, or distress, or persecution, or famine, or nakedness, or peril, or sword? [36] As it is written, For thy sake we are killed all the day long; we are accounted as sheep for the slaughter. [37] Nay, in all these things we are more than conquerors through him that loved us. [38] For I am persuaded, that neither death, nor life, nor angels, nor principalities, nor powers, nor things present, nor things to come, [39] Nor height, nor depth, nor any other creature, shall be able to separate us from the love of God, which is in Christ Jesus our Lord. Ndinovimba vabetsereka pst frank mupoperi
Posted on: Fri, 29 Nov 2013 15:53:51 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015