nyaya yangu yakamira yakadai ndine mukomana wangu tane gore - TopicsExpress



          

nyaya yangu yakamira yakadai ndine mukomana wangu tane gore nehalf tichidanana but problem yake haisi kupera last time ndaona mafoto emusikana anga arinaked mufone make naiye yacho achisender private part yake kumusikana . Akati ndezvepafone chete handinakana kumborara naye ari kubotswana .second time ndakaenda kumba kwake ndikaona mapants emusikana nenight dress akati sorry ndakatorambana naye kare ndikuda kutonomudzosera zvinhu zvake tikanetsana akandirova ari iye futi anga ari wrong.akati handichadaro ndakuregedza zvese izvi semunhu wandaida zvakanyanya ndaimuregerera . Last mnth akati huya ugare kuno kuSA ndinokupa mari yerent ugare nefriend yako ndawuya haana kudhara rent yacho kwakuzowuya kumba achiti anga akasungwa .takaenda kumba kwake akanditi ndiwachirewo hembe nekuiyina hembe dzaive muwardrope ndakutora hembe muwardrope ndakaona futi mapants nemafuta ekuzora nedhuku zvaiswa muplastic paakadzoka I ddnt ask him ndakaramba ndakanyarara iye akaona kuti plastic ndanga ndariona akunditi wabatabata zvinhu zvangu ndikamuti handisi kuda kutaura akaramba achingotaura zvinoshungurudz a then ndakazomuti kozvinhu zvacho ndezvaani akuti ndoda kukurova wandibvunzirei watondituka .akandirova mbama ndakabva ndabuda ndikaenda kumba . Help me ndiitewo sei ndapererwa nazvo.Ndosiyana naye here kana kuti ndotsvaga zvimwe ndaneta plizz help
Posted on: Mon, 14 Jul 2014 16:14:44 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015