pane vari muwanano,inzwa kuipa kwekusa teererana ,amai ava vaisada - TopicsExpress



          

pane vari muwanano,inzwa kuipa kwekusa teererana ,amai ava vaisada kuteerera murume wavo chero nezviovaka,nerimwe zuva vakasvika parwizirwakange rwakazara,baba ndokuti mvura haipindike iyi ,yaibva kumusoro ichienda kuzasi ,amaindokuti kwete.pavakango pinzagumbo kwabva yavatora,murume kwabvaaridza mhere,vanhu vakazara ipapo ,murume akati madam vangu vaenda nemvura asi vanenharo ndovaziva,ngatitsvake tichienda kunobva mvura.nekuda kwenharo vanhu vakaenda side risiriiro zvekuti dai amaiava vakabatsirika.so ndinoti pane vari murudo ipawo umwe wako mukana,chero wakadzidza kana kuvenemari kumudarika,wiriranai kwetekuti vanhu vanozoti ndakadyiswa,iwe unoda vanhu here?
Posted on: Fri, 26 Jul 2013 23:56:38 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015