the same water yakanyudza vanhu pakuparadzwa kwenyikwa was the - TopicsExpress



          

the same water yakanyudza vanhu pakuparadzwa kwenyikwa was the same water yakasimudza Areka yaiva iina Noah nemhuri yake. (Genesis 7) the same cloud that was light to the Israelites was darkness to the Egyptians – (Exodus 14:20) the same place yakaCrosser vana veIsreal paRed sea is the same place yakafira Pharaoh nemasoja ake. (Exodus 13). the same fire isina kupisa Shadrach nevamwe vake is the same fire yakapisa vamwe vanhu (Daniel 3:19-25) the same lions dzisina kudya Daniel, are the same lions dzakadya his accusers. (Daniel 6:24) same problem, different results nechikonzero chekuti kune vamwe vaiva kuSide kwaMwari, nekudaro they didn’t suffer as the wicked did. the same sun which melts butter is the same sun which hardens cement panouya problem and uri kuSide kwaJesu then you are safe, but kana usiri kuSide kweMwari then iDisasater yega yega. GOD is able to separate His children from the wicked zvekuti kana pauya chakaipa, it will not harm them. but ndipo paunoona munhu anongoda kurarama muNyika usina protection kubva kuna Mwari. kana zvaipa unomhanya kunani? where will you run to? Gara wauya kuna Mwari nekuti vane imwe protection yausingagone kuwana anywhere else. ndiyo inozobuditswa kuna Psalms 91 kuti whoever dwells in the secret place of The Most High GOD anenge akachengetedzwa, vamwe 1000 vachiwira pasi, another 10 000 ichidonha kuRight kwako, but chacho chirikuparadza vamwe hachisvike panewe because you are protected by GOD.
Posted on: Wed, 23 Jul 2014 07:46:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015