this morning Im reflecting on how hymns grounded my faith at - TopicsExpress



          

this morning Im reflecting on how hymns grounded my faith at Bonda..How we used to sing like our lives depended on how beautiful the tunes would always come out..how every situation had a song..nothing could been more appropriate than an apt traditional hymn calming and grounding the shaking heart..this morning my heart woke up to an out pouring of this worship hymn ..as I share the lyrics I do hope that someone will be encouraged.... 1. Hakuna zita seraJesu Kana kudenga Hakuna rimwe rakadaro, Zita romuponesi. CHORUS Tinoda kumuimbira Jesu Tichimupa mbiri, Nokuti hatizive zita Rinokunda iri. 2. NdiJesu wakafira vese Wakatida kwazvo Zvatanga takaraswa tose Nezvitadzo zvedu. 3. NdiJesu waka wakaita nyasha, Takamukanganwa, Wakati, Enda zvako mwana, Usazotadzazve. 4. NdiJesu wakatiudzira Kutunhidza Mwari, Nekusarura vashamwari Vakanaka chete. 5. NdiJesu wakarapa vanhu, Akavasimbisa, NdiJesu wakamutsa vafi Kune hama dzavo. 6. NdiJesu anoenda nesu Kwese tinoenda; NdiJesu anotibatsira Muupenyu hwedu. Hatina Musha Panyika
Posted on: Tue, 01 Apr 2014 03:58:32 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015