vedare ndibatsireiwo ,nyaya yangu yakadai, exgirlfriend yebrother - TopicsExpress



          

vedare ndibatsireiwo ,nyaya yangu yakadai, exgirlfriend yebrother yangu akauya kwandinogara kuzondiratidza mwana wake wekwaakazoroorwa, Mwana wacho akatofanana nebrother yangu kana neni kuita mabhanzi veduwe ndakanyara, exgirlfriend iyi yakatoroorwa zvakanaka uye murume iyeye anotofunga kuti mwana wake,chiri kundirwadza varikudanana futi izvezvi nebrother yangu apa ozodzokera kumba kwake kumurume anomuchengeta, mubvunzo wangu ndoita seiwo?ndikurwadzirwa murume arikuzorwa zvisi zvake apawo brother yangu ikutofara hanzi ndakapukunyuka chero mwana achiita sewangu!
Posted on: Sun, 30 Jun 2013 13:46:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015