vigai id tete. makadii vedare...ndinoda kubvunza kuti kana murume - TopicsExpress



          

vigai id tete. makadii vedare...ndinoda kubvunza kuti kana murume akati handichakudi..enda kumba kwenyu..ndava kuda kuroora umwe mukadzi...iwe semunhu anoda imba yako..ungangopeka here...kana kuti unombozama kushingirira. Zvinoshanda here mudzimba umu ...kuti handina kwandinoenda...kutangao kunzwaro saka handizivi zvekuita.. Kunemi varume..munozoneteswa here nekushingirira kwemukadzi? And what can you do mumazuva acho ekusawirirana? Thanx kune vachabatsira nevachatuka...kusawirirana kunowanikwa hakuna ari perfect. ndatenda
Posted on: Tue, 23 Jul 2013 14:05:22 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015