Haaa shuwa vanhu kutoramba zvavaiudzwa naRhoda kuti Peter uye - TopicsExpress



          

Haaa shuwa vanhu kutoramba zvavaiudzwa naRhoda kuti Peter uye wamasiya ane ngetani mumakumbo nemaoko uye zve akachengetedzwa nemasoja ane zvombo zvinotyisa, akavharirwa muzi dura wall rine gedhi rine mazi chain ari padoor huyai muone (Acts 12:15). Ehe zvechokwadi Peter aitirwa munana naMwari weminana anoti tikadaidza kwaari nemuzita raJESU anopatsanura Red Sea and Jordan River nekuputsa masvingo eJericho zvinenge zviri mberi kwedu. Zvinongoda kusimudza munamato sezvakaitwa nekereke paVERSE 5. Pedze zvo vokadzika futi!!!kkkkk! Mwari anoku surpriser futi nemaitiro ake. Hama yangu, kana newewo unogona kunge uri mutirongo muhupenyu hwako kubudikidza neve hukuma vasinga rare vachidetembera zita rako, kana kuti wakazvitatapurira wega or uri kungo sungwawo nemweya yenzvimbo, manje chiterera unzwe, iye Mwari akabvisa zviuru nezviuru zvevana veIsrael muhwutapwa hwaPharaoh nemaomero ainge akaita moyo Pharoah, aaah wozotadza kudzikunura iwe munhu umwe chete. Just make Jesus your CHRIST and LORD and then pray earnestly. Haaa Mwari weSUNGANO uyu anoto zvishandura chete mwaka uno and those vainge vaku ruler out will not believe it. NDIMWARI WEMINANA MHANI UYU!!!
Posted on: Sat, 30 Aug 2014 14:24:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015