Hide ID Nhai veduwe ndokumbirawo kubvunza kuti why macompanies - TopicsExpress



          

Hide ID Nhai veduwe ndokumbirawo kubvunza kuti why macompanies emuzimbabwe achivhaluwa Madiplomas more than madegrees. Its either havatodi munhu ane degree, preferring ane diploma, or vanotokuisai pasame level. I once worked in Govt and ndakarwadziwa tapihwa same post, vanhu vane madegree ne madiploma, ndikashaya kuziva kutii havazivi mutsauko wedegree nediploma here? Now even mumacompany umu, makazara vane madiploma vane madegree vari patight, is it because vanotya kubhadhara vane madigoz or maboss achoo haatorina madhigoz? Ndatenda hangu
Posted on: Fri, 06 Jun 2014 07:48:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015