I know most of you people,you are so sensitive when it comes to - TopicsExpress



          

I know most of you people,you are so sensitive when it comes to VIRGINITY MATTERS,,vamwe vanoita hasha,vamwe vanotukirira.....but chokwadi hachipunze hukama and the truth remains the same.......kuroora munhu asiri mhandara kunongorwadza unless uriwe wakamubreaker........most MEN out there will agree with me.......Varume kana makunoroora kana uchiziva kuti your lady haasi mhandara ukaona pa LIST YAKO YEROORA paine pakanyorwa kunzi ""MOMBE YECHIMANDA---$500"" tell your MUNYAI kuti arambe to pay that mombe coz inobvisirwa ma VIRGIN chete......if u know your culture very well bvunza kuti mombe yechimanda inobvisirwei paroora.....
Posted on: Tue, 24 Sep 2013 09:18:52 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015