Kana Wafunga Kubviswa Humhandara part 3 Maitire Musi wekutanga - TopicsExpress



          

Kana Wafunga Kubviswa Humhandara part 3 Maitire Musi wekutanga zviri nani kutanga nemaitire asingawanzi kupinda kwechombo asi achikwanisika kuti mese muzive kuti chombo chapinda uye mahwa kuti kurhojana kunoita sei. Woyeuchidza murume kusamhanyamhanya womuti asakugwadzisa uye aterere zvaunomudza. Kana ukati zvinogwadza ngaasaramba achiita, ambomira kusvika kugwadza kwapera. Vakawanda munyika dzese vanoboogwa vakavata manhede. Zvinoita kuti mukwanise kutaurirana muchitererana. Vata nemanhede wosimudza mabvi ouya kuno kuchifuva wakavhura makumbo kuapatsanisa, murume wopinda pakati pemakumbo ako. Toti mese hamuna kumbovata noumwe munhu, Murume haatozivi kuti chombo chinopinda papi nokuti pamberi matinji ari kuno kumusoro buri zasi saka pakuona pamberi pako murume asina kujaira kuona pamberi anokwanisa kufunga kuti buri riri nechokumusoro ozama kupinza nechokumusoro kwechitubu. Unotohwa achitsvanzvadzira nechombo achishaya kuti chopinda papi. Iwe muudze kuti dzika zvishoma, ukuwo uchishandisa chiuno kururamisana nomurume. Kana usingasvodi, unokwanisa kubata chombo nemaoko wobatsira murume kururamisa pokupinza. Zasi kwakanyorova saka kunotsvedza. Kondhomu murume akapfeka rikanyorovawo rinotsvedza. Ngaasamhanya kuda kuboorapo kwete. Kana uchitya chaizvo, isa maoko pakati penyu wokondirora murume pakunopinda. Mukati mako pasina kudzika, mune chinyama chakavhara chitubu. Chinyama ichi chitete tete uye china maburi akawanda kuti kana uri kumwedzi ropa ribude. Kana wava nemakore 18 unenge wamboenda kumwedzi kubva mugore regumi kusvika mugumi nemaviri, mwedzi umwe noumwe saka maburi echinyama ichi mamwe akatokura. Hachinetsi kubvaruka kwacho. Chombo chikangorurama zvakanaka mese makaruramisana kudaro mukangoisa puresha kuti chipinde, simba rechiuno rinubvarura kanyama kaya wotohwa nyurududu chatopinda zvakadzika. Kugwadza Kugwadza kwekuboogwa kwakada kungofanana nokugwadza kunoitika kana uchibaiwa jekiseni, asi vamwe vanoti zvinoti darikei ipapo vamwewo voti jekiseni riri mberi kugwadza. Zvinobva nokuti wakamboshandisa matamboni here pakuenda kumwedzi. Zvinonzi anotatamura kanyama kakavhara zvokuti kanosara kari katete kokasira kubvaruka. Kana wakavhura makumbo zvakakwana, wakarerusa muviri unokwanisa kungohwa kubvaruka kwechinyama ichi asi hazvigwadzi zvakanyanya, uye nguva yacho idikidiki wotohwa chombo chava mukati, murume atoti ndindindi pauri. Ipapo wega wava kutosimudzira chiuno zvotonakirira. Vamwewo vanotadza kubvaruka zvokuti chombo hachipindi zvakanaka. Pamwe murume haazivi kuti watadza kubvaruka nokuti kanyama kaye kanotatamuka musoro wechombo wotopinda mukati asi kanyama karipo. Kungozotodza kupinza chombo chese. Kune vamwe vanozobooka vambozama kaviri kana katatu, asi zvinoitiswa nokutya kugwadziwa. ruma mazino uudze murume apinze. Uchaona kuti hazvimbonyanyi kugwadza. Wabvaruka watobvaruka hapachina chimwe chokuita. Chasara kudzidza kunakigwa nechombo. Kunakigwa Musi wekutanga kashoma kunakigwa asi zvinokwanisa kuitika kuti unonakigwa.Musi wekutanga unenge wakavhenganisa zemo, nokutya saka kurerusa muviri kunobatsira pakunakigwa kunonetsa. Pamwe unotoshamisika kuti sei vanhu vachida kuita izvi nokuti hapana chinonakapo. Murume kana asina kujaira kupinza chombo mumukadzi, anongoti kupinza nokutozadza kondhomu riya nourume, chombo chobva chati fototo. Nyaya yatopera iwe hauna chawahwa, wangoboogwa chete. Kana mange musingasandisi kondhomu, unokwanisa kutoita mimba usingambozivi kuti kunakigwa kunofamba sei. Usafunga kuti mahwire aunoita musi wekutanga ndiwo manakire ekurhojewa iwawo kwete. Mukazoramba muchiita mazuva anotevera, unotozoona kuti kuchizvirega zvinonetsa chose nokuti zvinonaka. Kana wawana murume akasvinura anokwanisa kuhwisisa kuti kuvata nomukadzi kuti anakigwewo, unotonakigwa kusvika pakukutenderedza musoro. Pakunaka apa ndipo panoitisa kuti kana musikana atanga kuvata nomukomana, chero vakuti vakapopota vakamurova, vakada kumudzinga pamusha, hazvina chazvinoshanda. Ingari yokuti pakukura kwedu hatiudzwi chokwadi. Kana une hama achiri mhandara zviri nani kumuudza chokwadi kuti kuiswa kunonaka chose asi kuiswa nomurume asinei newe kunonaka asi kusingakubatsiri nokuti unobviswa unhu nokuderedzwa SOCIAL STATUS yako. Kana wozoda kuwanikwa unosarudzwa kwete kuti iwe usarudze. #savage
Posted on: Wed, 25 Sep 2013 10:33:49 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015