"Makadii admin.veduwe sorii henyu, asi ini handizivi kuti - TopicsExpress



          

"Makadii admin.veduwe sorii henyu, asi ini handizivi kuti idambudziko here, kana kuti I am expecting too much or zviri normal.ini ndiri mukadzi akaroorwa munaApril ende mafriends angu akaroorwa one in December and the other one munaJanuary.but tose taita common problem yekuti tinoona sekuti varume vedu havachatida zvavaiita tichiri boyfriend and girlfriend.chii chinoita kuti rudo gudzikire varume kubva vangoita cold kudaro?kana bonde chairo rinotonhora mufunge.kutozama kumubata unonzwa konzi eeh eeh ndakaneta.chii chaizvo chinoita kuti rudo gwevarume guderere kana vatiisa mumba?ini ndinonzwa hasha so.handidi murume asiri romantic; anongova predictable all the time"
Posted on: Tue, 08 Oct 2013 23:26:16 +0000

Trending Topics



ford, Virginia.
I guess we are now so desensitised to the atrocities of Boko Haram

Recently Viewed Topics




© 2015