Morning vanhu va Mwari I know Christmas is just two days away - TopicsExpress



          

Morning vanhu va Mwari I know Christmas is just two days away please dont drive when you are tired. and those who are coming from neighbouring countries like South Africa, Botswana, Zambia Namibia etc dont just get in a bus nekuti uri kuda kuenda kumusha. u may not get there on time or kusatosvika pamaborder pane makoronyera ngwarirai vanoti tinokuyambutsai faster faster. rather wait than to be sorry. Dont overspend please school fees January plus rent mozopinda ma Ten days muchingonamatira breakthrough yemari. Vakomana nevasikana haisi nguva yekurarana muchiti haaa ka one chete mozopinda ma ten days muchiti Mwari dai akasaita nhumbu. Haisizve nguva yekumbo taster doro avoid wrong friends Youth please ndapota. Muve ne Christmas yakanaka ne New year musi wa 10 lets fast and pray n read more of the Word. God bless you.
Posted on: Mon, 22 Dec 2014 06:02:46 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015