Pane more than 40 maJews vakaita meeting yavo vakawirirana kuti - TopicsExpress



          

Pane more than 40 maJews vakaita meeting yavo vakawirirana kuti hatizi kudya kana kumwa kusvikira tauraya Pauro. Shuwa kuita meeting yekuda kuuraya Pauro but chinofadza ndechekuti havana kukwanisa kumuraya. (Acts 23:12). Agreement yavo yakashaya basa, Bible harina kuzotaura kuti what happened to those jews but its either vakazoBreaker “fasting” yavo kana kuti vakafa neNzara. Shoko kuna Isaiah 54:15 rinobva rati Behold, they shall surely gather together, but not by me: whosoever shall gather together against you shall fall for thy sake. Hongu vanhu vanogona kuungana vachironga kukuparadza, but even though vakaungana, Mwari anoita make shuwa kuti vanhu ivavo ndivo vachaparara. So rega kuva worried kana vanhu vachikurongera zvakaipa nekuti GOD will fight for you.
Posted on: Sun, 14 Jul 2013 08:30:01 +0000

Trending Topics



px;">
Three capsules of Brain Fuel PLUS each day can help: SUPPORT

Recently Viewed Topics




© 2015