Saka vanhu vanouya kumuporofita from across The World voenda - TopicsExpress



          

Saka vanhu vanouya kumuporofita from across The World voenda mumaHotels arimuguta cos Magaya akaita Guest House munozoti akubhadharisa.Vosangana nemhombwe.We need to Maintain deliverance by remaining in the Arena of Liberty.Local Hotels are going for as much as 110$ per day ye food and accommodation. 250$ for three days ndeye food, accommodation, uchapiwa sipo/mafuta/refridgerator yako inenge yakazara zvinwiwa, ma sheets nd ma blankets achada kuwachwa nekuchinjwa.Zvese izvi zvoitwa mahara here nhai vanhu vashe. You want Prophet Magaya to explain all this kuti ndimi anaani?? Haa getaway Uzzah!!
Posted on: Tue, 22 Jul 2014 05:50:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015