Shopkeeper wepaTuckshop ainge akakotsira in a way yekuti wanga - TopicsExpress



          

Shopkeeper wepaTuckshop ainge akakotsira in a way yekuti wanga usingamuone nekuti ainge akavharidzirwa neCounter. A woman came achida kutenga vachibva vaona hamuna munhu muTuckshop vachibva varamba vakamira, when I came ndakamirawo ndichiti maybe shop keeper abuda achadzoka. We waited kusvika ndaona kuti zvanyanya and I shouted hello ndobva ndaona shasha irikubuda kuseri kweCounter, anga akarara all along. ndipo pandakaona kuti haizi nyaya yekumirira chete but you have to speak out, otherwise unoramba wakamira. likewise unogona kumirira something kubva kuna Mwari but as long as you are not speaking out hazvishande, as long as you are not praying hazvishande. hongu wakamirira Mwari but how far prayer urikunamata here or you are just waiting pasina prayer. Iye Jesu achiti knock and it shall be opened for you, zvichireva kuti haizi nyaya yekumira chete paDoor but you have to knock ask and it shall be given unto you, so haizi nyaya yekumira chete but you have to ask inorder to receive. Are you waiting for GOD wakanyarara or you are waiting on GOD uchinamata. Chingotaurawo navo panguva ino uchiziva zvaunokumbira. Muzita raJesu.
Posted on: Tue, 02 Dec 2014 07:50:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015