l am still in grief guys my grand passed away....so pain yacho - TopicsExpress



          

l am still in grief guys my grand passed away....so pain yacho ikurwadza kwazvo.....kunana alberts saint 3-7 ndakachinja password shandisai code 14f.......ndanzwa na sponsor kuti hamuna kupiwa mari dzema bundles e this week sorriyi.....l am happy from what albert saint 2 is just telling me right now l hope people you will enjoy "first ndoti sori mukoma nedzamakabata mweya wavo ngauzorore murugare..ko pamakaenda takazopedza kutsvaga infor iye yaidiwa nevanhu saka tikungomirira amai Chigwa vakaita dzungu chete tobutitsa...kozoti pane chichemo chauya hanzi makaburitsa ma fedha names ko howfar next year Zimsec results muchaburitsa here......." right the results are not going to be published hatisikuzodaro but tichaburitsa evamwe 4 ma Arts and 2 Commercials nekuti vane dzungu.vanoda kushamisira.kuonererwa.kuzvikoresa .kunzi vanozivisisa strekiiii.3 ma form 4 .ma sciences ane vanhu vakakwana hatinetsani navo kana ma prefects akakwana kwazvo..kunze kwenyanya idzi..isu hatina kupusa kunyarara kudai..you will see a middle finger .regai vanyore vangazoti takavakanganisa but the wage of sin is................. post latest mangwana l am still in pain.God bless you Galations 4 vs 16
Posted on: Fri, 13 Sep 2013 20:31:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015